1Ʋanoʋimba naJehova reƲakafanana negomo
Zioni, risiŋgazunuŋguswi, asi rimire nokusiŋgaperi.
2Sokupoteredzwa kweJerusarema namakomo,
Saiɀoɀo Jehova unopoteredza ʋanhu ʋake,
Kubva paŋguʋa ino kuȿikira pakusiŋgaperi.
3Nokuti tȿimbo yoʋushe yeɀakaipa haiŋgagari panhaka yaʋakaruruma;
Kuti ʋakarurama ʋarege kutambanudzira maʋoko aʋo kuneɀakaipa.
4Jehova, itirai ʋakanaka ɀakanaka,
Naʋanemŋoyo yakarurama.
5Asi kana ʋari ʋanhu ʋanotsaukira kunzira dzaʋo dzakaminama,
Jehova ucaʋaparadza pamŋe cete naʋaiti ʋeɀakaipa.
Israeri ŋgaaʋe norugare!
Who We AreWhat We EelieveWhat We Do
2025 by iamachristian.org,Inc All rights reserved.