1Pururudzai Jehova, imi nyika dzose.
2Shumirai Jehova nomufaro;
Ʋuyai pamberi pake muciimba.
3Ziʋai kuti Jehova ndiye Mŋari;
Ndiye wakatiita, tiri ʋanhu ʋake;
Tiri ʋanhu ʋake, namakwai anofudzwa naye.
4Pindai pamasuʋo ake muciʋoŋga,
Napaʋazhe dzake mucirumbidza;
Cimuʋoŋgai, murumbidze zita rake.
5Nokuti Jehova wakanaka; ŋgoni dzake dziri’po nokusiŋgaperi;
Nokutendeka kwake kumarudzi namarudzi.
Who We AreWhat We EelieveWhat We Do
2025 by iamachristian.org,Inc All rights reserved.