2 Johani Zviri mutsamba yechipiri yaJohani - Shona Common Language Bible(SCLB)

Zviri mutsamba yechipiri yaJohani Tsamba yechipiri yaJohani yakanyorwa nomukuru mukuru wesangano achinyorera kune mumwe mudzimai navana vake. Pamwe, vana vari kurehwa vanogona kunge vachibatanidzira vanhu vainamata pamwechete nemhuri yomudzimai uyu. Tsamba iyi yakanyorerwa kuvakurudzira kugara upenyu hworudo, nokuvayambira nezvavadzidzisi venhema vasingagamuchiri Jesu Kristu norudzidziso rwake.Aya ndiwo mamiriro akaita Tsamba yechipiri yaJohaniKusuma (1:1–3)Mutemo werudo une chokwadi (1:4–6)Mhandu dzaKristu (1:7–13)
Blog
About Us
Message
Site Map

Who We AreWhat We EelieveWhat We Do

Terms of UsePrivacy Notice

2025 by iamachristian.org,Inc All rights reserved.

Home
Gospel
Question
Blog
Help