Esita Zviri mubhuku rino - Shona Common Language Bible(SCLB)

Zviri mubhuku rino Bhuku raEsita rinoratidza kuti Mwari anokwanisa kuponesa vanhu vake munhamo ipi zvayo kunyange youdzvinyiriri. Rinoratidza kuti vakaipa vanokwanisa kubudirira zvavo kwechinguvana, izvozvo vakarurama vachitambura asi zvinosanduka zvodzokera vakaipa vaya. Kana Mwari ava kuita izvi anoshandisa vanhuwo zvavo vakaita saEsita naModhekai. Mubhuku rino tinoona Mwari achishandisa Modhekai naEsita kununura rudzi rwose rweIsiraeri rwakanga rwuchifanira kuuraiwa. Rungano urwu rwakaitika munyika yePezhiya panguva yamambo Zekisesi.Aya ndiwo mamiriro akaita bhuku raEsitaPfumvu yavaJudha (1:1—5:14)Esita anova vahosi vamambo (1:1—2:23)Zvirongwa zvaHamani zvokuuraya vaJudha vose (3:1—5:14)Kununurwa kwavaJudha (6:1—10:3)Kuuraiwa kwaHamani (6:1—7:10)VaJudha vanokurira vavengi vavo (8:1—10:3)
Blog
About Us
Message
Site Map

Who We AreWhat We EelieveWhat We Do

Terms of UsePrivacy Notice

2025 by iamachristian.org,Inc All rights reserved.

Home
Gospel
Question
Blog
Help