Mapisarema 100 - Shona Bible 1949, revised 2002(SNA2002)

Nyika ngainamate kuna Jehovha Musiki noMufudziPisarema rokuvonga.

1Pururudzai Jehovha, imi nyika dzose.

2Shumirai Jehovha nomufaro;

Uyai pamberi pake muchiimba.

3Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari;

Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake;

Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.

4Pindai pamasuo ake muchivonga,

Napavazhe dzake muchirumbidza;

Chimuvongai, murumbidze zita rake.

5Nokuti Jehovha akanaka; ngoni

dzake dziripo nokusingaperi;

Nokutendeka kwake kumarudzi namarudzi.

Blog
About Us
Message
Site Map

Who We AreWhat We EelieveWhat We Do

Terms of UsePrivacy Notice

2025 by iamachristian.org,Inc All rights reserved.

Home
Gospel
Question
Blog
Help