Jobho 25 - Shona Contemporary Bible(SCB)

Bhiridhadhi

1Ipapo Bhiridhadhi muShuhi akapindura akati:

2“Kubata ushe nokutyiwa ndezvaMwari;

uye anosimbisa rugare kumusoro-soro kudenga.

3Mauto ake angaverengwa here?

Ndianiko asingavhenekerwi nechiedza chake?

4Zvino munhu angava akarurama seiko pamberi paMwari?

Ko, munhu akazvarwa nomukadzi angava akachena sei?

5Kunyange dai mwedzi ukasachena,

uye nyeredzi dzikasava dzakachena pamberi pake,

6ndoda munhu zvake, iro gonye zvaro,

iye mwanakomana womunhu, anongova gonye zvaro!”

Blog
About Us
Message
Site Map

Who We AreWhat We EelieveWhat We Do

Terms of UsePrivacy Notice

2025 by iamachristian.org,Inc All rights reserved.

Home
Gospel
Question
Blog
Help